Isaiah 40:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana uri mufananidzo, muʋumbi wakauʋumba, mupfuri wendarama unounamira nendarama, ndokuupfurira ʋuketani bgesirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana chiri chifananidzo, muumbi anochiumba, mupfuri wegoridhe ochinamira negoridhe, uye anochiitira uketani hwesirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chifananidzo chokunamata, chinotoita zvokugadzirwa nomushandi, mhizha yezvendarama yochinamirira nendarama yochigadzirira cheni dzesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana uri mufananidzo, muumbi wakaumba, mupfuri wendarama anounamira nendarama, ndokuupfurira ngetani dzesirivha.
Shona 2009?
Kana uri mufananidzo, muumbi wakaumba, mupfuri wendarama anounamira nendarama, ndokuupfurira ngetani dzesirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Kana uri mufananidzo, muwumbi wakaumba, mupfuri wendarama anounamira nendarama, ndokuupfurira ngetani dzesirivha.