Isaiah 40:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taurai ɀiŋgaʋaraidza Jerusarema, ɗanidzirai kwaʋari kuti kurwa kwaʋo kwapera, kuti ɀakaipa ɀaʋo ɀakaŋganwirwa, kuti ʋapiwa noruʋoko rwaJehova kurobga kwakariŋgana pamsoro peɀiʋi ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Taurai nounyoro kuJerusarema, mudanidzire kwariri kuti kubata kwaro kukuru kwapera, uye kuti chivi charo charipirwa, kuti ragamuchira kubva muruoko rwaJehovha zvakapetwa kaviri pamusoro pezvivi zvaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurirai Jerusaremu mazwi anonyaradza mwoyo, muparidze Jerusaremu kuti nguva yenyu yehondo yapera uye kuti mhosva yenyu yaregererwa uyewo kuti makatogamuchira kare kakapetwa kaviri chirango cheshamhu yaTenzi chezvitadzo zvenyu zvose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taurirai zvingavaraidza Jerusaremu, danidzirai kwavari kuti kurwa kwavo kwapera, kuti zvakaipa zvavo zvakanganwirwa, kuti vapiwa noruoko rwaJehovha kurohwa kwakaringana pamusoro pezvivi zvavo.”
Shona 2009?
"Taurirai zvingavaraidza Jerusaremu, danidzirai kwavari kuti kurwa kwavo kwapera, kuti zvakaipa zvavo zvakangamwirwa, kuti vapiwa noruoko rwaJehovha kurohwa kwakaringana pamusoro pezvivi zvavo."
Shona SUB 2002 Bible
“Taurirai zvingavaraidza Jerusaremu, danidzirai kwavari kuti kurwa kwavo kwapera, kuti zvakaipa zvavo zvakanganwirwa, kuti vapiwa noruoko rwaJehovha kurohwa kwakaringana pamusoro pezvivi zvavo.”