Isaiah 40:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuna‐kuziʋa here? Hamuna‐kunzwa here? Hamuna‐kuɀiʋudzwa kubva pakutaŋga here? Hamuna‐kunzwisisa kubva pakuteyiwa kwenyika here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuzivi here? Hamuna kunzwa here? Hamuna kumbozviudzwa kubva pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubva pakuvamba kwenyika here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna zvamunoziva here? Hamuna chamakambonzwa here? Hamuna here chamakataurirwa pakutanga? Hamunzwisisi here mavambirwo akaita nyika?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuna kuziva here? Hamuna kunzwa here? Hamuna kuzviudzwa kubva pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubva pakuteyiwa kwenyika here?
Shona 2009?
Hamuna kuziva here? Hamuna kunzwa here? Hamuna kuzviudzwa kubva pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubva pakuteyiwa kwenyika here?
Shona SUB 2002 Bible
Hamuna kuziva here? Hamuna kunzwa here? Hamuna kuzviudzwa kubva pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubva pakuteyiwa kwenyika here?