Isaiah 40:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiye ugere kumsoro kwenyika yakaʋuruŋgana, ʋanhu ʋagere’po ʋakaita semhashu; ndiye unotatamura ɗeŋga somuceka, nokuriwadza setente kuti agare’mo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anogara samambo pamusoro pedenderedzwa renyika, uye vanhu vayo vakaita semhashu. Anotambanudza matenga setende, agoawaridzira setende kuti agaremo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye agere pamusoro peziendanakuenda rakatenderedza nyika ina vanhu vageremo, vakaita sezvitaunhau iye akawarira matenga sejira rokudzikatirisa anoatambanudza somusasa wetendhe wokugara,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiye agere kumusoro kwenyika yakaurungana, vanhu vagerepo vakaita semhashu; ndiye anotatamura denga somucheka, nokuriwaridza setende kuti agaremo;
Shona 2009?
Ndiye agere kumusoro kwenyika yakaurungana, vanhu vagerepo vakaita semhashu; ndiye anotatamura denga somucheka, nokuriwaridza setende kuti agaremo;
Shona SUB 2002 Bible
Ndiye agere kumusoro kwenyika yakaurungana, vanhu vagerepo vakaita semhashu; ndiye anotatamura denga somucheka, nokuriwaridza setende kuti agaremo;