Isaiah 40:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiye unoɗeredza macinda kuȿikira oita saasi’po, ʋatoŋgi ʋenyika unoʋaita secinhu cisinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoita kuti machinda ave pasina, uye anoderedza vabati venyika ino kuti vave pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anoita kuti machinda ave zvinhu zvisina maturo, anoita kuti vatongi vapanyika vave vanhu pasina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiye anoderedza machinda kusvikira oita saasipo, vatongi venyika anovaita sechinhu chisina maturo.
Shona 2009?
ndiye anoderedza machinda kusvikira oita saasipo, vatongi venyika anovaita sechinhu chisina maturo.
Shona SUB 2002 Bible
ndiye anoderedza machinda kusvikira oita saasipo, vatongi venyika anovaita sechinhu chisina maturo.