Isaiah 40:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, haʋana‐kusimŋa, ɀirokwaɀo, haʋana‐kudɀarwa, ɀirokwaɀo, hunde yaʋo haina‐kuɓata pasi; ɀino wofuridza pamsoro paʋo, ʋowoma, necampupuri cinoʋabvisa sehundi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachangosimwa, vachangodyarwa, vachangodzika midzi muvhu, iye anofuridza pamusoro pavo vachibva vaoma, uye chamupupuri chinovakukura sehundi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoita sokungonzi simwei kana kuti dyarwei midzi isati yatombobata muvhu, iye akangovafuridza nemhepo yake vanobva vawuna votututswa nemhepo huru ine simba sehundi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, havana kusimwa, zvirokwazvo, havana kudyarwa, zvirokwazvo, hunde yavo haina kubata pasi; zvino wofuridza pamusoro pavo, vooma, nechamupupuri chinovabvisa sehundi.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, havana kusimwa, zvirokwazvo, havana kudzvarwa, zvirokwazvo, hunde yavo haina kubata pasi; zvino wofuridza pamusoro pavo, vooma, nechamupupuri chinovabvisa sehundi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, havana kusimwa, zvirokwazvo, havana kudyarwa, zvirokwazvo, hunde yavo haina kubata pasi; zvino wofuridza pamusoro pavo, vooma, nechamupupuri chinovabvisa sehundi.