Isaiah 40:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi rounoɗanidzira, aciti: Gadzirai murenje nzira yaJehova, ruramisirai Mŋari weɗu mugwagwa musaŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwi rounodanidzira achiti, “Gadzirai nzira yaJehovha mugwenga, ruramisai mugwagwa waMwari wedu murenje.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi rinodaidzira richiti, “Gadzirai murenje mugwagwa waTenzi, ruramisirai Mwari wedu mugwagwa mukuru mugwenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izwi rounodanidzira, achiti, “Gadzirai murenje nzira yaJehovha, ruramisirai Mwari wedu mugwagwa musango.
Shona 2009?
Inzwi rounodanidzira, achiti, "Gadzirai murenje nzira yaJehovha, ruramisirai Mwari wedu mugwagwa musango.
Shona SUB 2002 Bible
Izwi rounodanidzira, achiti, “Gadzirai murenje nzira yaJehovha, ruramisirai Mwari wedu mugwagwa musango.