Isaiah 40:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kubginya kwaJehova kucaratidzwa, nyama yose icaɀiʋona pamŋe cete; nokuti muromo waJehova wakataura iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, uye marudzi ose avanhu achazviona. Nokuti muromo waJehovha wazvitaura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbiri yaTenzi ichaburitswa pachena, vanhu vose vachaiona pamwechete, nokuti Tenzi anozvitaura nomromo wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, vanhu vose vachazviona pamwechete nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo.”
Shona 2009?
kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, vanhu vose vachazviona pamwechete nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo."
Shona SUB 2002 Bible
kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, vanhu vose vachazviona pamwechete nokuti muromo waJehovha akataura izvozvo.”