Isaiah 40:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuswa ʋunowoma, ruʋa rinoȿaʋa, nokuti mŋeya waJehova unofuridza pamsoro paɀo; ɀirokwaɀo ʋanhu ʋuswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uswa hunooma uye maruva anowa, nokuti mweya waJehovha unofuridzira pamusoro pazvo. Zvirokwazvo vanhu uswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uswa hunouna, ruva rinosvava pazvinongorohwa nemhepo inofuridzwa naTenzi kwazviri, chokwadika vanhu uswa zvahwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uswa hunowoma, ruva rinosvava, nokuti mweya weJehovha unofuridza pamusoro pazvo; zvirokwazvo vanhu uswa.
Shona 2009?
Uswa hunowoma, ruva rinosvava, nokuti mweya waJehovha unofuridza pamusoro pazvo; zvirokwazvo vanhu uswa.
Shona SUB 2002 Bible
Uswa hunowoma, ruva rinosvava, nokuti mweya waJehovha unofuridza pamusoro pazvo; zvirokwazvo vanhu uswa.