Isaiah 41:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaʋatȿaka, asi hauŋgaʋawani, iʋo ʋanokakaʋara newe; ʋanorwa newe ʋacaʋa secinhu cisi’po, secinhu cisinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange ukatsvaka vavengi vako, hauzovawani. Avo vanorwa newe vachava sechinhu chisipo chose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanokwikwidzana newe uchavatsvaka ukavashaya vanorwisana newe vachava sechinhu chisina maturo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uchavatsvaka, asi haungavawani, ivo vanokakavara newe; vanorwa newe vachava sechinhu chisipo, sechinhu chisina maturo.
Shona 2009?
"Uchavatsvaka, asi haungavawani, ivo vanokakavara newe; vanorwa newe vachava sechinhu chisipo, sechinhu chisina maturo.
Shona SUB 2002 Bible
“Uchavatsvaka, asi haungavawani, ivo vanokakavara newe; vanorwa newe vachava sechinhu chisipo, sechinhu chisina maturo.