Isaiah 41:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatya, iwe honye Jakobo, nemi ʋarume ʋaIsraeri; ini ndicakuɓatsira, ndiɀo ɀinotaura Jehova, mudzikinuri wako ndiye Mutȿene waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usatya Jakobho iwe honye, iwe mudiki Israeri, nokuti ini iyeni ndichakubatsira,” ndizvo zvinotaura Jehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rega kutya Jakobho, iyewe honye zvayo kudai, iyemi vanhu veIsiraeri! Ndichakubatsirai, ndizvo zviri kutaurwa naTenzi; mununuri wenyu, ndini Anoera waIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatya, Jakobho iwe honye, nemi varume vaIsiraeri; ini ndichakubatsira, ndizvo zvinotaura Jehovha, mudzikinuri wako ndiye Mutsvene waIsiraeri.
Shona 2009?
Usatya, Jakobho iwe honye, nemwi varume vaIsiraeri; ini ndichakubatsira, ndizvo zvinotaura Jehovha, mudzikunuri wako ndiye Mutsvene waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Usatya, Jakobho iwe honye, nemi varume VaIsiraeri; ini ndichakubatsira, ndizvo zvinotaura Jehovha, mudzikinuri wako ndiye Mutsvene waIsiraeri.