Isaiah 41:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndakakuita mupuro mutȿa, unopinza, unameno; ucapura makomo, nokuaputsa‐putsa, ucaita ɀikomo ɀiʋe sehundi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarira, ndichakuita mupuro, mutsva unopinza, una meno mazhinji. Uchapura makomo ugoapwanya, uye uchaderedza zvikomo zvikava hundi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai, ndichakuitai chinhu chokupurisa nacho chitsva chakapinza china mazino uzopura makomo uchiaparadza, zvikomo uchizviita semarara zvawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, ndakakuita mupuro mutsva, unopinza, unameno; uchapura makomo, nokuaputsa-putsa, uchaita zvikomo zvive sehundi.
Shona 2009?
Tarira, ndakakuita mupuro mutsva, unopinza, unameno; uchapura makomo, nokuaputsa-putsa, uchaita zvikomo zvive sehundi.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, ndakakuita mupuro mutsva, unopinza, una meno; uchapura makomo, nokuaputsa–putsa, uchaita zvikomo zvive sehundi.