Isaiah 41:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tiʋudzei ɀinhu ɀicazoʋa’po pashure, tiziʋe kuti muri ʋamŋari; ɀirokwaɀo, itai ɀakanaka, kana itai ɀakaipa, kuti tishamiswe, tiɀiʋone tose pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
tiudzei kuti ramangwana rinei, kuti tizive kana imi muri vanamwari. Itai chimwe chinhu, chingava chakanaka kana chakaipa, kuitira kuti tigoshamiswa tigozadzwa nokutya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvititaurire zvichaitika mangwana tiziveka kuti muri vanamwari. Wanaiwo chamungaite chingave chakanaka kana chakaipa chitikangaidzeka kana kutityisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tiudzei zvinhu zvichazovapo pashure, tizive kuti muri vamwari; zvirokwazvo, itai zvakanaka, kana itai zvakaipa, kuti tishamiswe, tizvione tose pamwechete.
Shona 2009?
Tiudzei zvinhu zvichazovapo pashure, tizive kuti muri vamwari; zvirokwazvo, itai zvakanaka, kana itai zvakaipa, kuti tishamiswe, tizvione tose pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Tiudzei zvinhu zvichazovapo pashure, tizive kuti muri vamwari; zvirokwazvo, itai zvakanaka, kana itai zvakaipa, kuti tishamiswe, tizvione tose pamwechete.