Isaiah 41:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai imi hamuzi cinhu, neɓasa renyu harizi cinhu; unokusanaŋgurai unonyaŋgadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi imi hamuzi chinhu, uye mabasa enyu haana maturo chose; anokusarudzai anonyangadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chionaika kuti, hapana nezvamuri, zvamunoita zvinhu pasina. Anokusarudzai anosemesa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai imi hamuzi chinhu, nebasa renyu harizi chinhu; anokusanangurai anonyangadza.
Shona 2009?
Tarirai imwi hamuzi chinhu, nebasa renyu harizi chinhu; anokusanangurai anonyangadza.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai imi hamuzi chinhu, nebasa renyu harizi chinhu; anokusanangurai anonyangadza.