Isaiah 41:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndamutsa mumŋe unobva kurutiʋi rwokumsoro, ɀino waȿika; mumŋe unobva kumaɓuɗazuʋa, unoɗana zita raŋgu; iye ucatsika ʋaɓati samatope, somuʋumbi unokanya ivu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndamutsa mumwe anobva kumusoro, zvino ari kuuya, mumwe anobva kumabvazuva anodana kuzita rangu. Iye anotsika pamusoro pavabati kunge anotsika dope, kuita sokunge muumbi wehari anokanya ivhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndamutsa mumwe wokumaodzanyemba ari kuuya nechokumabvazuva anonamata zita rangu. Anotsokodzera vatongi semadhaka, somuumbi ari kukanya munyakwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndamutsa mumwe anobva kurutivi rwokumusoro, zvino wasvika; mumwe anobva kumabudazuva, anodana zita rangu; iye achatsika vabati samatope, somuumbi anokanya ivhu.
Shona 2009?
Ndamutsa mumwe anobva kurutivi rwokumusoro, zvino wasvika; mumwe anobva kumabudazuva, anodana zita rangu; iye achatsika vabati samatope, somuumbi anokanya ivhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndamutsa mumwe anobva kurutivi rwokumusoro, zvino wasvika; mumwe anobva kumabudazuva, anodana zita rangu; iye achatsika vabati samatope, somuumbi anokanya ivhu.