Isaiah 41:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakatiʋudza iɀoɀo kubvira pakutaŋga, kuti tiziʋe? Napaŋguʋa yakare, kuti titi: Ɀirokwaɀo? Ɀirokwaɀo, hakuna‐unotiʋudza, ɀirokwaɀo, hakuna‐unotiratidza, ɀirokwaɀo, hakuna‐unonzwa mashoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko akazvireva kubva pakutanga, kuti zvimwe, tingaziva, kana kuti zvichigere kuitika, kuti zvimwe tigoti, ‘Akanga anatsa?’ Hapana akataura izvozvi, hapana akataura kuti zvichauya, hapana akanzwa kana shoko kubva kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani akazvitaura pakutanga kuti tizvizivewo akafanozvireva kuti tigoti, ‘Aiva pachokwadi.’ Hapana akafanozvitaura kana kuwana akazviparidza. Hapana kana neakambokunzwai muchizvitaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko wakatiudza izvozvo kubvira pakutanga, kuti tizive? Napanguva yakare, kuti titi, “Zvirokwazvo?” Zvirokwazvo, hakuna anotiudza, zvirokwazvo, hakuna anotiratidza, zvirokwazvo, hakuna anonzwa mashoko enyu.
Shona 2009?
Ndianiko wakatiudza izvozvo kubvira pakutanga, kuti tizive? Napanguva yakare, kuti titi, "Zvirokwazvo?" Zvirokwazvo, hakuna anotiudza, zvirokwazvo, hakuna anotiratidza, zvirokwazvo, hakuna anonzwa mashoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko wakatiudza izvozvo kubvira pakutanga, kuti tizive? Napanguva yakare, kuti titi, “Zvirokwazvo?” Zvirokwazvo, hakuna anotiudza, zvirokwazvo, hakuna anotiratidza, zvirokwazvo, hakuna anonzwa mashoko enyu.