Isaiah 41:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndicitarira, hakunomunhu; pakati paʋo hakuna‐unogona kurairira, uŋgapindura shoko, kana ndiciʋabvunza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinotarisa asi hapana munhu, hapana pakati pavo anopa zano, hapana anondipindura pandinovabvunza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndinoti ndakatarisa ndinoona pasina mumwe akadai. Pakati paivava hapana kana jinda zvaro rokuti kana ndikabvunza ringapindure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichitarira, hakuna munhu; pakati pavo hakuna anogona kurayirira, angapindura shoko, kana ndichivabvunza.
Shona 2009?
Kana ndichitarira, hakuna munhu; pakati pavo hakuna anogona kurayirira, angapindura shoko, kana ndichivabvunza.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichitarira, hakuna munhu; pakati pavo hakuna chipangamazano, angapindura shoko, kana ndichivabvunza.