Isaiah 41:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodziŋgana naʋo, ndokupfuʋura hake ɀakanaka nenzira yaasinakumbotsika netsoka dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anovadzinganisa agopfuurira mberi asina vanga, nenzira yaasina kumbotsika netsoka dzake kare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anonyatsovaronda pasina kana chinomuwana nenzira dzaasati ambotsika zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodzingana navo, ndokupfuura hake zvakanaka nenzira yaasina kumbotsika netsoka dzake.
Shona 2009?
Anodzingana navo, ndokupfuura hake zvakanaka nenzira yaasina kumbotsika netsoka dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Anodzingana navo, ndokupfuura hake zvakanaka nenzira yaasina kumbotsika netsoka dzake.