Isaiah 41:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakaɓate‐ɓasa iro nokuɀiita? Ndiye unoɗana marudzi kubvira pakutaŋga; ini Jehova, wokutaŋga, nouri kunowokupedzisira, ndini iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani akabata basa iri akaripedza, akadana marudzi kubva pakutanga? Ini, Jehovha, naiye wokutanga wavo newokupedzisira, ndini iye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani akaita kuti zvose izvozvi zviitike, ndiani aipa zvijana kuzvizvarwa nezvizvarwa kubvira pakutanga? Ndinika iyeni Tenzi. Ndini iye wokutanga noWokupedzisira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akabata basa iro nokuzviita? Ndiye anodana marudzi kubvira pakutanga; ini Jehovha, wokutanga, nowokupedzisira.
Shona 2009?
Ndianiko akabata basa iro nokuzviita? Ndiye anodana marudzi kubvira pakutanga; ini Jehovha, wokutanga, nowokupedzisira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akabata basa iro nokuzviita? Ndiye anodana marudzi kubvira pakutanga; ini Jehovha, wokutanga, nowokupedzisira.