Isaiah 41:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iwe wandakatora kumigumo yenyika, ndikakuɗana kumakona ayo, ndikati kwauri: Uri muranda waŋgu, ndakakusanaŋgura, handina‐kukurasha;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndakakutora kubva kumagumo enyika, ndikakudana kubva kumakona ayo ari kure. Ndakati kwauri, ‘Uri muranda wangu,’ ndakakusarudza uye handina kukuramba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe wandakatora kubva kwakaperera nyika ndikakudaidza kubva kure kure, ndichiti kwauri ‘Iwe uri muranda wangu ndakusarudza handina kukurasa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iwe wandakatora kumigomo yenyika, ndikakudana kumakona ayo, ndikati kwauri, ‘Uri muranda wangu, ndakakusanangura, handina kukurasha.’
Shona 2009?
iwe wandakatora kumigomo yenyika, ndikakudana kumakona ayo, ndikati kwauri, `Uri muranda wangu, ndakakusanangura, handina kukurasha.'
Shona SUB 2002 Bible
iwe wandakatora kumigomo yenyika, ndikakudana kumakona ayo, ndikati kwauri, ‘Uri muranda wangu, ndakakusanangura, handina kukurasha.’