Isaiah 42:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakanyarara ŋguʋa refu, ndakaramba ndinyerere, ndikaɀidzora; ɀino ndicacema somukadzi wopona, ndicafemedzeka nokutakwaira pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti ndanga ndakanyarara kwenguva refu, ndanga ndinyerere uye ndichizvidzora. Asi zvino kufanana nomukadzi ari kusununguka, ndiri kudanidzira, ndiri kufemedzeka nokutakwaira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwenguva ndefu ndanga ndinyerere zvangu, ndanga ndakangobata mwoyo ndichizvidzora zvangu. Zvino ndava kuridza mhere somukadzi ari panguva yokusununguka, ndochitura femo ndichifemereka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanyarara nguva refu, ndakaramba ndinyerere, ndikazvidzora; zvino ndichachema somukadzi ari kusununguka, ndichafemedzeka nokutakwaira pamwechete.
Shona 2009?
Ndakanyarara nguva refu, ndakaramba ndinyerere, ndikazvidzora; zvino ndichachema somukadzi ari kusununguka, ndichafemedzeka nokutakwaira pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanyarara nguva refu, ndakaramba ndinyerere, ndikazvidzora; zvino ndichachema somukadzi ari kusununguka, ndichafemedzeka nokutakwaira pamwechete.