Isaiah 42:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoʋimba nemifananidzo yakaʋezwa, ʋanoti kumifananidzo yakaʋumbga: Imi muri ʋamŋari ʋeɗu, iʋo ʋacadzoserwa shure, ʋacanyadziswa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ivo vanovimba nezvifananidzo, vanoti kune zvakaumbwa, ‘Ndimi vamwari vedu,’ vachadzoserwa shure mukunyadziswa kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vachapishunurwa vachinyadziswa chaizvo vanovimba nezvifananidzo zvavo zvokunamata zvakavezwa, vanoti kuzvifananidzo zvoutare hwakaita zvokunyungurutswa, “Imi ndimi vamwari vedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanovimba nemifananidzo yakavezwa, vanoti kumifananidzo yakaumbwa, “Imi muri vamwari vedu,” ivo vadzoserwa shure, vachanyadziswa kwazvo.
Shona 2009?
Vanovimba nemifananidzo yakavezwa, vanoti kumifananidzo yakaumbwa, "Imi muri vamwari vedu," ivo vadzoserwa shure, vachanyadziswa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanovimba nemifananidzo yakavezwa, vanoti kumifananidzo yakaumbwa, “Imi muri vamwari vedu,” ivo vadzoserwa shure, vachanyadziswa kwazvo.