Isaiah 42:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haaŋgaɗani, kana kuɗanidzira nenzwi rake, kana kunzwisa inzwi rake panzira dzomumusha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haazodanidziri kana kuridza mhere, kana kusimudza inzwi munzira dzomuguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haazoita zvokudaidzira kana zvokushevedzera nenzwi rake kunyange kuita kuti rinzwike mumugwagwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haangadani, kana kudanidzira nezwi rake, kana kunzwisa izwi rake panzira dzomumusha.
Shona 2009?
Haangadani, kana kudanidzira nenzwi rake, kana kunzwisa inzwi rake panzira dzomumusha.
Shona SUB 2002 Bible
Haangadani, kana kudanidzira nezwi rake, kana kunzwisa izwi rake panzira dzomumusha.