Isaiah 42:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakafadza Jehova, nokuɗa kwokururama kwake, kukudza murairo nokuurumbidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakafadza Jehovha nokuda kwokururama kwake, kuti akudze murayiro wake uye aubwinyise.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi, pamusana pokururama kwake, akafadzwa nokurumbidza mutemo wake nokuita kuti ukurumbire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakafadza Jehovha, nokuda kwokururama kwake, kukudza murayiro nokuurumbidza.
Shona 2009?
Zvakafadza Jehovha, nokuda kokururama kwake, kukudza murayiro nokuurumbidza
Shona SUB 2002 Bible
Zvakafadza Jehovha, nokuda kwokururama kwake, kukudza murairo nokuurumbidza.