Isaiah 42:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko pakati penyu ucarerekera nzeʋe dzake kunecinhu ici? Ucaterera nokunzwa paŋguʋa inoʋuya?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani pakati penyu achateerera izvi, kana kurerekera nzeve dzake zvikuru panguva inouya?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati penyu nyaya iyoyi ndiani angaitetekere nzeve akateerera akanzwa zvakanangana neramangwana?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko pakati penyu acharerekera nzeve dzake kune chinhu ichi? Achaterera nokunzwa panguva inouya?
Shona 2009?
Ndianiko pakati penyu acharerekera nzeve dzake kune chinhu ichi? Achateerera nokunzwa panguva inouya?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko pakati penyu acharerekera nzeve dzake kune chinhu ichi? Achaterera nokunzwa panguva inouya?