Isaiah 42:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo wakaɗurura pamsoro pake kutsamŋa kwake kukuru, nesimba rokurwa; ɀikamupisira kumatiʋi ose, asiŋgaɀiziʋi; ɀikamupisa, asi wakaŋga asinehanya naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akadururira hasha dzake dzinopisa pamusoro pavo, iro bongozozo rehondo. Rakavaputira muvira romoto, asi havana kunzwisisa; rakavapisa, asi mwoyo yavo yakashaya hanya nazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka akapedzera paari shungu dzokuviruka kwaakanga aita nehasha, nokumupinza munhamo yehondo. Akaputirwa namarimi omoto asi kuti zvazvaireva haana kuzvibata zvakamupisa asi chidzidzo chacho hachina kumupinda mumusoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akadurura pamusoro pake kutsamwa kwake kukuru, nesimba rokurwa; zvikamupisira kumativi ose, asingazvizivi; zvikamupisa, asi akanaga asine hanya nazvo.
Shona 2009?
Naizvozvo akadurura pamusoro pake kutsamwa kwake kukuru, nesimba rokurwa; zvikamupisira kumativi ose, asingazvizivi; zvikamupisa, asi akanaga asine hanya nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo akadurura pamusoro pake kutsamwa kwake kukuru, nesimba rokurwa; zvikamupisira kumativi ose, asingazvizivi; zvikamupisa, asi akanaga asine hanya nazvo.