Isaiah 42:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye haaŋgapfuŋgairi kana kupxanyiwa, kuȿikira agadza kururama panyika; ɀiwi ɀicamirira murairo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
haangakoniwi uye haangaperi simba kusvikira asimbisa kururamisirwa panyika. Zviwi zvichaisa tariro yazvo mumurayiro wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haachazorasa mwoyo kana kudzokera shure. Kusvikira aunza ruenzaniso panyika, nyika dziri kumahombekombe kwegungwa dzamirira mutemo wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye haangapfungairi kana kupwanyiwa, kusvikira agadza kururama panyika; zvivi zvichamirira murayiro wake.
Shona 2009?
lye haangapfungairi kana kupwanyiwa, kusvikira agadza kururama panyika; zvivi zvichamirira murayiro wake.
Shona SUB 2002 Bible
Iye haangapfungairi kana kupwanyiwa, kusvikira agadza kururama panyika; zvivi zvichamirira murairo wake.