Isaiah 42:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini Jehova ndakakuɗana nokururama, ndicaɓata ruʋoko rwako, ndicakuceŋgeta, ndikuite suŋgano yaʋanhu, uʋe ciedza camarudzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ini, Jehovha, ndakakudana mukururama; ndichabata ruoko rwako. Ndichakuchengeta ndigokuita kuti uve sungano yavanhu nechiedza kuvaHedheni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndini Tenzi. Ndakakudaidzira kuzoita zvinhu chaizvo zvakarurama, ndakakubata ruoko ndikakuchengeta. Iwe ndiwe wandakaita kuti uve sechitenderano changu nendudzi dzavanhu chiedza kumarudzi avanhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ini Jehovha ndakudana nokururama, ndichabata ruoko rwako, ndichakuchengeta, ndikuite sungano yavanhu, uye chiedza chamarudzi;
Shona 2009?
"Ini Jehovha ndakudana nokururama, ndichabata ruoko rwako, ndichakuchengeta, ndikuite sungano yavanhu, uye chiedza chamarudzi;
Shona SUB 2002 Bible
“Ini Jehovha ndakudana nokururama, ndichabata ruoko rwako, ndichakuchengeta, ndikuite sungano yavanhu, uye chiedza chamarudzi;