Isaiah 42:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndini Jehova, ndiro zita raŋgu; kukudzwa kwaŋgu handiŋgakupi mumŋe, kana kurumbidzwa kwaŋgu kumifananidzo yakaʋezwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndini Jehovha; ndiro zita rangu! handizopi kukudzwa kwangu kuno mumwe, kana kurumbidzwa kwangu kuzvifananidzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndini Yahweh, irori ndiro zita rangu. Hakuna zvako kana mumwe wandinopa ukuru hwangu kana kupa kurumbidzwa kwandinoitwa kuzvifananidzo zvokunamata zvakavezwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndini Jehovha, ndiro zita rangu; kukudzwa kwangu handingakupi mumwe, kana kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.
Shona 2009?
Ndini Jehovha, ndiro zita rangu; kukudzwa kwangu handingakupi mumwe, kana kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndini Jehovha, ndiro zita rangu; kukudzwa kwangu handingakupi mumwe, kana kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.