Isaiah 42:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ɀinhu ɀakare ɀaitika, ndinoparidza ɀinhu ɀitȿa; ndinokuʋudzai iɀoɀo ɀisati ɀaɓukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarira, zvinhu zvakare zvaitika, uye ndiri kutaura zvinhu zvitsva; izvo zvisati zvavapo ndinozvizivisa kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chionaika kuti, zvinhu zvakare zvakatoitika zvino ndava kukuzivisai zvinhu zvitsva nguva yokuitika kwazvo isati yasvika, ndava kufanokutaurirai nezvazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, zvinhu zvakare zvaitika, ndinoparidza zvinhu zvitsva; ndinokuudzai izvozvo zvisati zvabukira.”
Shona 2009?
Tarirai, zvinhu zvakare zvaitika, ndinoparidza zvinhu zvitsva; ndinokuudzai izvozvo zvisati zvabukira."
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, zvinhu zvakare zvaitika, ndinoparidza zvinhu zvitsva; ndinokuudzai izvozvo zvisati zvabukira.”