Isaiah 43:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino ɀanzi naJehova, wakakusika, iwe Jakobo, wakakuʋumba, iwe Israeri: Usatya hako, nokuti ndakakudzikinura; ndakakuɗana nezita rako, uri waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino, zvanzi naJehovha, iye akasika iwe Jakobho, iye akakuumba iwe Israeri: “Usatya, nokuti ndakakudzikinura; ndakakudana nezita rako; uri wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pari zvino zvanzi naTenzi, Iye akasika iwe Jakobho, iye akakuumba iwe Isiraeri “Rega zvako kutya nokuti ndakakununura, ndikakudaidza nezita, uri wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino zvanzi naJehovha, akakusika, iwe Jakobho, akakuumba, iwe Isiraeri, “Usatya hako, nokuti ndini ndakakudzikinura; ndakakudana nezita rako, uri wangu.
Shona 2009?
Asi zvino zvanzi naJehovha, akakusika, iwe Jakobho, akakuumba, iwe Isiraeri, "Usatya hako, nokuti ndini ndakakudzikunura; ndakakudana nezita rako, uri wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino zvanzi naJehovha, akakusika, iwe Jakobho, akakuumba, iwe Isiraeri, “Usatya hako, nokuti ndini ndakakudzikinura; ndakakudana nezita rako, uri wangu.