Isaiah 43:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini, iyeni, ndiJehova, kunze kwaŋgu hakunomumŋe muponesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini, iyeni, ndini Jehovha, uye kunze kwangu hakuna muponesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndini Tenzi, kunze kwangu hakuna mununuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini, iyeni, ndiJehovha, kunze kwangu hakuna mumwe muponesi.
Shona 2009?
Ini iyeni, ndini Jehovha, kunze kwangu hakuna mumwe muponesi.
Shona SUB 2002 Bible
Ini, iyeni, ndiJehovha, kunze kwangu hakuna mumwe muponesi.