Isaiah 43:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀinotaura Jehova, unoita nzira muguŋgwa, negwara pakati pemvura zhinji inesimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, iye akaita nzira pakati pegungwa, nenzira mukati memvura zhinji,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, iye anoita mugwagwa mugungwa, nenzira mukati memvura ine simba,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvinotaura Jehovha, anoita nzira mugungwa, negwara pakati pemvura zhinji ine simba;
Shona 2009?
Ndizvo zvinotaura Jehovha, anoita nzira mugungwa, negwara pakati pemvura zhinji ine simba;
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvinotaura Jehovha, anoita nzira mugungwa, negwara pakati pemvura zhinji ine simba;