Isaiah 43:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋo ʋanhu ʋandakaɀiʋumbira, kuti ʋaparidze kurumbidzwa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vanhu vandakazviumbira, kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanhu vangu vandakatozvisikira kuti vaite kuti mbiri yangu idhume.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo vanhu vandakazviumbira, kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu.
Shona 2009?
ivo vanhu vandakazviumbira, kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
ivo vanhu vandakazviumbira, kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu.