Isaiah 43:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro hauna‐kuɗana kwandiri, iwe Jakobo; asi wakaneta neni, iwe Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange zvakadaro hauna kudana kwandiri, iwe Jakobho; hauna kuzvinetesa nokuda kwangu, iwe Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi iwe Jakobho hauna kudaidzira kwandiri asi wakatoneta neni iwe Isiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro hauna kudana kwandiri, iwe Jakobho; asi wakaneta neni, iwe Isiraeri.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro hauna kudana kwandiri, iwe Jakobho, asi wakaneta neni, iwe Isiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro hauna kudana kwandiri, iwe Jakobho; asi wakaneta neni, iwe Isiraeri.