Isaiah 43:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiyeʋudzire, ŋgatitaurirane; rondedzera, kuti ururamisirwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiyeuchidze zvakapfuura, ngatitaurirane nyaya iyi pamwe chete; zvipupurire kuti hauna mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiyeuchidze, ngatiitei dare upire nyaya yako uratidze kuti hauna mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiyeudzire, ngatitaurirane; rondedzera, kuti ururamisirwe.
Shona 2009?
Ndiyeudzire, ngatitaurirane; rondedzera, kuti ururamisirwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiyeudzire, ngatitaurirane; rondedzera, kuti ururamisirwe.