Isaiah 43:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndakamhura macinda matȿene; Jakobo ndakamuita cinhu cakatukwa, naIsraeri cinhu cinosekwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndichanyadzisa vanokudzwa vomutemberi yako, uye ndichaita kuti Jakobho aparadzwe uye Israeri asekwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka ndakan'oresa machinda omuNzvimbo Inoera ndakapinza Jakobho mukuparadzwa chaiko ndikapinza Isiraeri mukushorwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndakamhura machinda matsvene; Jakobho ndakamuita chinhu chakatukwa, naIsiraeri chinhu chinosekwa.
Shona 2009?
Naizvozvo ndakamhura machinda matsvene Jakobho ndakamuita chinhu chakatukwa naIsiraeri chinhu chinosekwa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndakamhura machinda matsvene; Jakobho ndakamuita chinhu chakatukwa, naIsiraeri chinhu chinosekwa.