Isaiah 43:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatya hako, nokuti ndinewe; ndicaʋuyisa ʋana ʋako ʋabve kumabvazuʋa, nokukuʋuŋganidza ubve kumaʋirazuʋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usatya, nokuti ndinewe; ndichauyisa vana vako kubva kumabvazuva, ndichakuunganidzai kubva kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatye nokuti ndinewe, vana vako ndichavaunza kubva kumabvazuva ndichikukokorodzai kubva kumadokero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatya hako, nokuti ndinewe; ndichauyisa vana vako vabve kumabvazuva, nokukuunganidza ubve kumavirazuva;
Shona 2009?
Usatya hako, nokuti ndinewe; ndichauyisa vana vako vabve kumabvazuva, nokukuunganidza ubve kumavirazuva;
Shona SUB 2002 Bible
Usatya hako, nokuti ndinewe; ndichauyisa vana vako vabve kumabvazuva, nokukuunganidza ubve kumavirazuva;