Isaiah 44:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakaita mŋari, kana mufananidzo wakaʋumbga, ɀisiŋgaɓatsiri cinhu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani anoveza mwari uye anoumba chifananidzo, chisingamubatsiri chinhu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kugadzira here chokwadi mwari kana kuforoma uchiumba chifananidzo chokunamata chisina kana chachinobatsira!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akaita mwari, kana mufananidzo wakaumbwa, zvisingabatsiri chinhu?
Shona 2009?
Ndianiko akaita mwari, kana mufananidzo wakaumbwa, zvisingabatsiri chinhu?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akaita mwari, kana mufananidzo wakaumbwa, zvisingabatsiri chinhu?