Isaiah 44:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ʋose ʋanomunamatira ʋacanyadziswa; ʋaka ɀi ita, ʋanhu haʋo, ŋgaʋaʋuŋganidzwe pamŋe cete, ŋgaʋasimuke; ʋacatya, ʋacanyadziswa pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye navamwe vake vachanyadziswa; mhizha hadzizi chinhu asi vanhu zvavo. Ngavaungane vose pamwe chete uye vamire vasingazungunuswi; vachaderedzwa, uye vachatya vachanyadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiona, vanamati vacho vachanyadziswa vose zvavo, vagadziri vazvo, vanhu, ngavakokorodzane vose vamire apa, vachadumbirwa nazvo, vachanyara pamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, vose vanomunamatira vachanyadziswa; vakazviita, vanhu havo, ngavaunganidzwe pamwechete, ngavasimuke; vachatya, vachanyadziswa pamwechete.
Shona 2009?
Tarirai, vose vanomunamatira vachanyadziswa; vakazviita, vanhu havo, ngavaunganidzwe pamwechete, ngavasimuke; vachatya, vachanyadziswa pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, vose vanomunamatira vachanyadziswa; vakazviita, vanhu havo, ngavaunganidzwe pamwechete, ngavasimuke; vachatya, vachanyadziswa pamwechete.