Isaiah 44:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino dzaʋa huni dzomunhu, unotora dzimŋe ndokudziya nadzo; ɀirokwaɀo, unoɓatidza mŋoto nadzo, ndokuɓika ciŋgwa; ɀirokwaɀo, unoʋeza mŋari, ndokumunamata; unoita mufananidzo wakaʋezwa, ndokuufugamira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndidzo huni dzomunhu dzokuvesa moto; dzimwe dzacho anodzitora agozvidziisa nadzo, anovesa moto agobika chingwa nadzo. Asizve anoveza chimwari agochinamata; anoita chifananidzo agochipfugamira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wotova zvawo huni dzavanhu. Anotora chidimbu chawo wochidziya moto, anobatidza nacho moto obika chokudya. Uyewo anogadzira nacho mwari ochipfugamira, anochiita chifananidzo chokunamata ochigwadamira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino dzava huni dzomunhu, anotora dzimwe ndokudziya nadzo; zvirokwazvo, anobatidza moto nadzo, ndokubika chingwa; zvirokwazvo, anoveza mwari, ndokumunamata; anoita mufanananidzo wakavezwa, ndokuupfugamira.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible