Isaiah 44:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋaziʋi, ʋuye haʋaraŋgariri, nokuti wakanamira meso aʋo, kuti ʋarege kuʋona, nemŋoyo yaʋo, kuti ʋarege kunzwisisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havana chavanoziva, havanzwisisi chinhu, meso avo akanamwa kuitira kuti varege kuona, uye ndangariro dzavo dzakafukidzirwa kuitira kuti varege kunzwisisa. Hapana anombomira kuti afunge,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havazivi kana kugona kupatsanura zvinhu nokuti akavapfiga maziso zvokuti havagoni kuona akavaputira ndangariro kuti vatadze kunzwisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havazivi, uye havarangariri, nokuti wakanamira meso avo, kuti varege kuona, nemwoyo yavo, kuti varege kunzwisisa.
Shona 2009?
Havazivi, uye havarangariri, nokuti wakanamira meso avo, kuti varege kuona, nemoyo yavo, kuti varege kunzwisisa.
Shona SUB 2002 Bible
Havazivi, uye havarangariri, nokuti wakanamira meso avo, kuti varege kuona, nemwoyo yavo, kuti varege kunzwisisa.