Isaiah 44:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoɀigutisa namaɗota; mŋoyo wakanyeŋgerwa wamutsausa, haagoni kusunuŋgura mŋoyo wake, kana kuti: Hakunenhema muruʋoko rwaŋgu rworudyi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anodya madota, mwoyo wakanyengerwa unomutsausa; haagoni kuzviponesa kana kuti ati, “Ko, chinhu ichi chiri muruoko rwangu rworudyi hachisi chenhema here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kudya dota chaiko ikoku, kurasika njere ikoku kwamurasisa uye haachagona kuzvinunura kana kuzviti, “Chandakabata murudyi ichi hachisi chinhu chenhema here ichi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anozvigutisa namadota; mwoyo wakanyengerwa wamutsausa, haagoni kusunungura mwoyo wake, kana kuti, “Hakuna nhema muruoko rwangu rworudyi here?”
Shona 2009?
Anozvigutisa namadota; moyo wakanyengerwa wamutsausa, haagoni kusunungura moyo wake, kana kuti, "Hakuna nhema muruoko rwangu rworudyi here?"
Shona SUB 2002 Bible
Anozvigutisa namadota; mwoyo wakanyengerwa wamutsausa, haagoni kusunungura mwoyo wake, kana kuti, “Hakuna nhema muruoko rwangu rworudyi here?”