Isaiah 44:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fuŋga ɀinhu iɀi, iwe Jakobo, naIsraeri, nokuti ndiwe muranda waŋgu; ndakakuʋumba, uri muranda waŋgu; haiwa Israeri, hauŋgakaŋganikwi neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rangarira zvinhu izvi, iwe Jakobho, nokuti uri muranda wangu, iwe Israeri. Ndakakuita, uri muranda wangu; haiwa Israeri, handichakukanganwizve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rangarira zvinhu izvozvi iwe Jakobho izvozvi zvokuti uri muranda wangu iwe Isiraeri. Ndini ndakakusika, uri muranda wangu. Isiraeri, handisi kuzombokukanganwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Funga zvinhu izvi, iwe Jakobho, naIsiraeri, nokuti ndiwe muranda wangu; ndakakuumba, uri muranda wangu; haiwa Isiraeri, haungakanganikwi neni.
Shona 2009?
Funga zvinhu izvi, iwe Jakobho, naIsiraeri, nokuti ndiwe muranda wangu; ndakakuumba, uri muranda wangu; haiwa Isiraeri, haungakanganikwi neni.
Shona SUB 2002 Bible
Funga zvinhu izvi, iwe Jakobho, naIsiraeri, nokuti ndiwe muranda wangu; ndakakuumba, uri muranda wangu; haiwa Isiraeri, haungakanganikwi neni.