Isaiah 44:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye unoti ku mvura yakadzika: Cipxa, ʋuye ndicapxisa nzizi dzako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iye anoti kumvura yakadzika, ‘Oma, uye ndichaomesa hova dzako,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoti kuhwenje, ‘Iti papata kuoma, ndichiita kuti nzizi dzenyu dzipwe.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye anoti kumvura yakadzika, ‘Chipwa, uye ndichapwisa nzizi dzako;’
Shona 2009?
iye anoti kumvura yakadzika, `Chipwa, uye ndichapwisa nzizi dzako,'
Shona SUB 2002 Bible
iye anoti kumvura yakadzika, ‘Chipwa, uye ndichapwisa nzizi dzako;’