Isaiah 44:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe ucati: Ndiri waJehova, mumŋe ɀe ucaɀitumidza nezita raJakobo; mumŋe ɀe ucanyora noruʋoko rwake, aciti: Ndiri waJehova, nokutora zita raIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe achati, ‘Ndiri waJehovha’; mumwe achazvitumidza nezita raJakobho; zvakadaro, mumwe achanyora muruoko rwake achiti, ‘Ndiri waJehovha,’ uye achatora zita rokuti Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe nomumwe achazviti, ‘Ini ndiri munhu waTenzi ini,’ mumwewo achizvidaidza nezita rokwaJakobho mumwewo achizvinyora paruoko kuti ‘WokwaTenzi,’ achizvipa zita redzinza rokwaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mumwe achati, ‘Ndiri waJehovha,’ mumwezve achazvitumidza nezita raJakobho, mumwezve achanyora noruoko rwake, achiti, ‘Ndiri waJehovha, nokutora zita raIsiraeri.’ ”
Shona 2009?
"Mumwe achati, `Ndiri waJehovha,' mumwezve achazvitumidza nezita raJakobho, mumwezve achanyora noruoko rwake, achiti, `Ndiri waJehovha, nokutora zita raIsiraeri.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Mumwe achati, ‘Ndiri waJehovha,’ mumwezve achazvitumidza nezita raJakobho, mumwezve achanyora noruoko rwake, achiti, ‘Ndiri waJehovha, nokutora zita raIsiraeri.’ ”