Isaiah 44:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaIsraeri, noMudzikinuri waʋo, Jehova wehondo: Ndini wokutaŋga nowokupedzisira; kunze kwaŋgu hakunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri noMudzikinuri, Jehovha Wamasimba Ose: Ndini wokutanga uye ndini wokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi. Mambo weIsiraeri Mununuri wake Tenzi wehondo nehondo, “Ndini Wokutanga, ndini Wokupedzesera. Kunze kwangu ini, hakuna mumwe mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, Mwari wavaIsiraeri, noMudzikinuri wavo, Jehovha wehondo, “Ndini wokutanga nowokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, Mwari wavaIsiraeri, noMudzikunuri wavo, Jehovha wehondo, "Ndini wokutanga nowokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, Mwari waVaIsiraeri, noMudzikinuri wavo, Jehovha wehondo, “Ndini wokutanga nowokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.