Isaiah 44:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgaɗana seni, nokuɀiparidza, nokuɀigadzirira iɀo, kubva paŋguʋa yandakagadza ʋanhu ʋakare‐kare? Ɀinhu ɀinoʋuya, neɀinozoitika, ŋgaʋaɀiparidze iɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko zvino akafanana neni? Ngaazvitaure. Ngaadanidzire, azviise mberi kwangu izvo zvakaitika kubva pandakasimbisa vanhu vangu vekare, uye kuti chiiko chichaitika hongu, ngaataure zvichaitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani chaizvo akaita seni? Ngaazviparidze, azvizivise vanhu azviise pachena ini ndiripo kudai. Ndiani akafanotaura kare ikako nezvezvinhu zvichauya? Ngavatitaurireka zvichazoveko!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko angadana seni, nokuzviparidza, nokuzvigadzirira izvo, kubva panguva yandakagadza vanhu vakare-kare? Zvinhu zvinouya, nezvinozoitika, ngavazviparidze izvo.
Shona 2009?
Ndianiko angadana seni, nokuzviparidza, nokuzvigadzirira izvo, kubva panguva yandakagadza vanhu vakare-kare? Zvinhu zvinouya, nezvinozoitika, ngavazviparidze izvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko angadana seni, nokuzviparidza, nokuzvigadzirira izvo, kubva panguva yandakagadza vanhu vakare–kare? Zvinhu zvinouya, nezvinozoitika, ngavazviparidze izvo.