Isaiah 44:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋanoita mifananidzo yakaʋezwa haʋanamaturo, ɀinhu ɀaʋanofarira haɀiɓatsiri; ɀapupu ɀaʋo haɀiʋoni ʋuye haɀiziʋi, kuti ʋanyadziswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vanoita zvifananidzo havana maturo, uye zvinhu zvavanofarira hazvibatsiri. Vose vangada kuvapupurira mapofu; havazivi, ndiko kuchava kunyadziswa kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vanogadzira zvifananidzo zvokunamata, hapana nezvavanhu, uye zvinhu zvavanofarira zvacho izvozvo hazvina chimuko, zvapupu zvacho hazvioni uye hazvina zvazvinoziva kuitira kuti vanyare nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vanoita mifananidzo yakavezwa havana maturo, zvinhu zvavanofarira hazvibatsiri; zvapupu zvavo hazvioni uye hazvizivi, kuti vanyadziswe.
Shona 2009?
Vose vanoita mifananidzo yakavezwa havana maturo, zvinhu zvavanofarira hazvibatsiri; zvapupu zvavo hazvioni uye hazvizivi, kuti vanyadziswe.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vanoita mifananidzo yakavezwa havana maturo, zvinhu zvavanofarira hazvibatsiri; zvapupu zvavo hazvioni uye hazvizivi, kuti vanyadziswe.