Isaiah 45:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unenhamo unoti kunaɓaɓa: Unoɓerekeiko? Kana kumukadzi: Unoɀareiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ane nhamo uyo anoti kuna baba vake, ‘Chiiko chamakabereka?’ kana kuna mai vake, ‘Chiiko chamakazvara?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ane nhamo mwana anoti kuna baba, “Ko ndicho chiikowo ichochi chamakabereka?” Kana kutoti zvake kuna mai, “Ko chiikowo ichochi chamakasununguka?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ane nhamo anoti kuna baba, ‘Unoberekeiko?’ Kana kumukadzi, ‘Unozvareiko?’ ”
Shona 2009?
Ane nhamo anoti kuna baba, `Unoberekeiko?' Kana kumukadzi, `Unozvareiko?' "
Shona SUB 2002 Bible
Ane nhamo anoti kuna baba, ‘Unoberekeiko?’ Kana kumukadzi, ‘Unozvareiko?’ ”